00:00
03:55
"Chiedza" ni wimbo unaochwa na msanii maarufu wa muziki wa ibada, Julian King. Wimbo huu unazungumzia juu ya mwanga wa Mungu unaotuongoza katika maisha yetu, na kuleta matumaini na faraja kwa wasikilizaji wake. "Chiedza" imevutia wasifuataji kwa sauti yake yenye unyenyekevu na ujumbe wake wa kiroho unaohamasisha maisha bora.
Haiyere, haiyere, haiyere
Chi-Chiedza
Ha, woye, tell me you want me
Chichi, taurai naGogo
Magreen ndokupai hobho
Mawaya, ma50, kunyangwe ma20, ma ten ndopawo vadoko
Nyangwe vakadzima Zesa, ndiwe Chiedza
Vhenekera murima mwana usambotya
Love yaunogenarator hausi moto wepepa
Ndichakuimbira svika mambakwedza
Chi-Chiedza
Haiyere, haiyere, haiyere
Chi-Chiedza
Haiyere, haiyere, haiyere
Chi-Chiedza
Ndiwe Chiedza
Chi-Chiedza
Oh, babe
Chi-Chiedza
Iwo mwedzi watiri uno ndichakutengera mota
Wonditenda nemutupo
Ngara WaMambo Maphosa
Huya ndikupe rudo
Let me be your light
Ndikuvhenekere uone what I feel inside
When you say Chiedza changu
Feeling like the first time I met you
From Harare just to ghetto
Pakadzika dzika pemoyo wangu
I don't wanna ever ever leave you, no, I don't
Ndokuda wakadaro
Never leave, I'ma hold on
See the lanes we will follow (kenduru)
Chichi ndokuda nekatummy kako kwandiri ilove kenduru bulb
Dakuona father na mummy vako ndobva ndakupfekedza gown (mwedzi)
Sunday toenda kuchurch toimba Amen tichitenda Tenzi (zuva)
Ndokuvigira maruva, tovaka kuRuwa, ndokuvatisa pachipfuva
Nyangwe vakadzima Zesa ddiwe Chiedza
Vhenekera murima mwana usambotya
Love yaunogenarator hausi moto wepepa
Ndichakuimbira svika mambakwedza (oh, yeah)
Chi Chiedza
Haiyere, haiyere, haiyere
Chi Chiedza, Chichi
Haiyere, haiyere, haiyere
Chi Chiedza
Nyangwe vakadzima Zesa ndiwe Chiedza (Chichi)
Vhenekera murima mwana usambotya (Chichi)
Love yaunogenarator hausi moto wepepa
Ndichakuyimbira svika mambakwedza
Man once you see that girl
That brings you the light
In your darkness
Just be like
Ey go Chichi
Go go go Chichi
Go go go Chichi
Taurai naGogo
MaGreen ndokupai hobho
Mawaya, ma50, kuyyangwe ma20, ma ten ndopawo vadoko