Pressure - Holy Ten

Pressure

Holy Ten

00:00

02:30

Song Introduction

Kwa sasa hakuna taarifa zinazohusiana na wimbo huu.

Similar recommendations

Lyric

Samanyanga Sounds baby, oh, yeah, yeah

(Tea) ya, ya, ya

Ndengenamwa tea, tea, tea

So ndovunduka chii, chii, chii

Magz (yei, yeah)

Uri ku-assumer, kuti inini ndirikusakura

Ndine ma-hoes, wanguka

Undikwanirewo, nyatsokwana

Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka

Iii, zvakaoma, mashura

Undikwanirewo, nyatsokwana

Uri ku-assumer, kuti ini ndirikusakura

Ndine ma-hoes, wanguka

Undikwanirewo, nyatsokwana

Uriku-assumer kuti ndini ndiri kushanduka

Iii, zvakaoma, mashura

Undikwanirewo, nyatsokwana (yeah, yeah, yeah)

Pressure (manje) pressure (manje)

Unenge une pressure

Pressure (manje) pressure (manje)

Unotoshaya, nei shaa?

Pressure (pressure) pressure (pressure)

Chirega zvekupinda mu-denial

Phone yako ndini ndanga ndinayo

Pane zvandakaona

Uri ku-assumer, kuti ini ndiri kutambura

Kuti ndiri broke, wanguka

Chibudaka mumota uda kundinzwa

Uda kudiiko Ronaldinho? Hazviko ndandichiona

Phone yako ndini ndanga ndinayo

Pane zvandakaona

Kamushekero kacho pama-dance

Uda kutipinza pama-one

Uchiyedza kundinyepera, iwe uchi-deleter ma-chats

Aiwa mudiwa ndinosekwa, asi goridhe ndinochera

Haungavatize vanoteera

Haunga-consider kwandoswera

Uriku-assumer kuti ini ndiri ku-assumer

Asi kutendeka hauna

Unonditambudza wanguda

Uchandichembedza, uchandiremedza

Asi mudiwa hazvisi necessary, 'cause

Phone yako ndini ndanga ndinayo

Pane zvandakaona

- It's already the end -