00:00
03:38
Freeman, muimbi ane mukurumbira muZimbabwe, aburitsa rwiyo rwake rwunonzi "Patichaita Mari". Iri rwiyo rwemufaro runopa tariro nevhangeri kuvateereri vake, richisimbisa kutenda uye kusimba kwevanhu. "Patichaita Mari" rave kuzivikanwa zvikuru mumitambo yechitendero uye rave kushandiswa semharidzo yekusimudzira mweya mutsvene. Freeman anosvika pamwoyo pevateereri vake achivakurudzira kuramba vakasimba mukutenda nekufambira mberi muhupenyu.
Slyie naOskid, HKD, Top Striker
Nhamo yakandionesa chitsvuku
Life yaisava good
Hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubhuku
Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa)
Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa)
Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa)
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa)
Kunge examination nhamo yandipinza muclass
Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi
Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude
Nhamo yakati gadzirisa masasi
Nhamo ndikaibuda sa Calisto ichapasuwa
Ndoipa bomber jacket ndoiti gara pazuva
Ndoitsikirira dhaza, ndoita make sure
Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa
Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa
Yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva
Vanhu vaindisheedza vainditumidza
Kamwe kazita kechirungu vachinditi Mr. Very Poor
Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa)
Yakaura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir (ehe yakandidzidzisa)
Ehe maghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa)
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakandidzidzisa)
SaNhamoinesu yakati Costa
Saka terera song ino ndichi toaster
Asi andina kubvira ndatarisa kumashure
Nenhamo yangu ndaingozviboaster
Zvino ndave pedyo nekuescaper
Kuiona futi handichatomboda
Sachiremba zvino ndave nemapaper
Nhamo ndinoda kuirapa senhova
Nhamo yakandionesa chitsvuku
Life yaisava good
Hupenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubhuku
Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa)
Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa)
Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa)
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa)
Kunge examination nhamo yandipinza muclass
Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi
Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude
Nhamo yakati gadzirisa masasi
Nhamo ndikaibuda sa Calisto ichapasuwa
Ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva
Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure
Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa
Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa
Yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva
Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachinditi Mr. Very Poor
Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa)
Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa)
Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa)
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa)
Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa)
Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa)
Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa)
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa)
Oskid gore ratichaita mari
Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti sir
Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakandidzidzisa)