Gomba - Freeman HKD

Gomba

Freeman HKD

00:00

03:45

Song Introduction

Hakuna habari zinazohusiana na wimbo huu kwa sasa.

Similar recommendations

Lyric

Haaa ava vati patinovata

HK

Asi Mwari vanenge vakativhumbamira

Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba

(Aah) gomba

(Aah) gomba

Isimba ravo rekuratidza kuromba

(Haa kuromba haa)

Ndakatakura mukwende vaitoda

Kundisundira mugomba

(Haa mugomba haa mugomba)

Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga

(Aaah kutonga aaah kutonga)

Vanenge vachitoda kundifushira

Mugomba

Vanotoda ndiende kumaziva ndadzoka

Manje ndakachengetwa handina chandinotya

Zvamaimanje ndiripo

Handisi kuzofa

Vanopapikisa pandinenge ndagona

Ndosaka vachititumira makona

Target yavo ndeyekudeura ropa

Ndosaka vasingatishaire mhosva

Dem is ah evil and dem badmind pachijama

Zvavano feela zvandisimbisa bhama

Vanoda ndimedzwe sezvakaitwa Jonah

Tynash uripi shura iro hona

Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba

Gomba (aah) gomba

Gomba (aah) gomba

Isimba ravo rekuratidza kuromba

(Haa kuromba haa kuromba)

Ndakatakura mukwende vaitoda

Kundisundira mugomba

(Haa mugomba haa mugomba)

Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga

(Aaah kutonga aaah kutonga)

Ukangomira-mira unovanzwa vohumana

Sandi vekure bodo ndinoreva vehukama

Vane ruvengo

Moyo kubaiwa ndakushanda

Vanofara veropa rimwe tabukana

Vanoda ndiende muguva kunge matanga

Torro vangwarire hakasi kekutanga

Pasi pano pezuva ndanaSatan

Vanokuchidzira pandinotsva nematanda

Vanoda kundivharisa pandino riser

Havafare pandinoti ndakunogaisa

Vanotarisa rutivi pandodarika

Havatimise Sunshine

Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba

Gomba (aah) gomba

Gomba (aah) gomba

Isimba ravo rekuratidza kuromba

(Haa kuromba haa kuromba)

Ndakatakura mukwende vaitoda

Kundisundira mugomba

(Haa mugomba haa mugomba)

Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga

Aaah kutonga aaah kutonga)

Vanenge vachitoda kundifushira

Mugomba

Vanotoda ndiende kumaziva ndadzoka

Manje ndakachengetwa handina chandinotya

Zvamaimanje ndiripo

Handisi kuzofa

Vanopapikisa pandinenge ndagona

Ndosaka vachititumira makona

Target yavo ndeyekudeura ropa

Ndosaka vasingatishaire mhosva

Dem is ah evil and dem badmind pachijama

Zvavano feela zvandisimbisa bhama

Vanoda ndimedzwe sezvakaitwa Jonah

Tynash uripi shura iro hona

Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba

Gomba (aah) gomba

Gomba (aah) gomba

Isimba ravo rekuratidza kuromba

(Haa kuromba haa kuromba)

Ndakatakura mukwende vaitoda

Kundisundira mugomba

(Haa mugomba haa mugomba)

Zvakadaro Mwari ndivo vanotonga

(Aaah kutonga aaah kutonga)

Ndichimhanya 120 vakandicherera gomba

Gomba (aah) gomba

Isimba ravo rekuratidza kuromba

(Kuromba)

Ndakatakura mukwende vaitoda

Kundisundira mugomba

(Mugomba mugomba)

Zvakadaro Mwari ndiye anotonga

(Kutonga kutonga)

Shamex to the world

- It's already the end -