Zuva Rese - Ti Gonzi

Zuva Rese

Ti Gonzi

00:00

03:57

Song Introduction

"Zuva Rese" ibhendi itsva rakabudiswa naTi Gonzi, muimbi ane mukurumbira weZimbabwe. Iyo rwiyo runobatanidza mimhanzi yechinyakare neyechidiki, richiratidza nyaya dzinokurudzira rudo, tariro, uye kubatana. Ti Gonzi anoshandisa mazwi anobata moyo uye mhanzi inofadza, zvichiita kuti "Zuva Rese" ive rwiyo runozivikanwa uye rwuri kubudirira mumisika yemimhanzi yeZimbabwe.

Similar recommendations

Lyric

DJ Tamuka (boyz)

I miss you iwewe

I miss your smile

I miss that way yaunogegedzera

I miss your touch

I miss kundizembera

I miss how it feels

Zuva rese rapera ndisina mbokunzwa

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Zuva rese rapera ndisina mbokubhabhadzira

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Where are you? Where are you?

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Where are you? Where are you?

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Budikira, show me your face

I want to see you (right now)

I want to hold you

Zvinhu zvese zvamira

It's not the same

Baby haupo, panzvimbo pako haupo, haupo (I want to know)

Wadya here? Mvura wamwa here? (I want to know)

Don't want you hungry

Don't want your body to dehydrate (I want to know)

Wadya here? Mvura wamwa here? (I want to know)

Don't want you hungry, don't want to don't want you (I miss you)

Zuva rese rapera ndisina mbokunzwa

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Zuva rese rapera ndisina mbokubhabhadzira

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Where are you? (Where are you?) Where are you?

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Where are you? (Where are you?) Where are you?

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Imwe mbeu

Baby I hope uri nani

Uripi, unani?

Usandicheate please ndakumbira

Pafunge handisi kukufungira

It's not Addis Ababa

Ndongoda ugare uri apapa

Uripo unchindibata-bata

Usipo zvinondibata-bata

Boiz

Handidi kukushaya shaa

Izvezvi ndatobata shaya shaa

Love yaunondipa yakakurisa

Handidi kukusuwa handidi kukusungisa

I like patinotarisana kuface

Tiri software kunge Qbase

Ndakabata mahips (hips)

Tichinanzvana malips (gweja)

Where are you? (Where are you?) Where are you?

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Where are you? (Where are you?) Where are you?

Ndakusuwa baby wangu, are you okay?

Kwauri ikoko kwausingatumire shoko

Asazochachura poto, ndouya ikoko (ndokupindirai boiz)

Babe, kwauri ikoko kwausingatumire shoko (ikoko)

Asazochachura poto, ndouya ikoko (ikoko)

Ndouya ikoko (ndokupindirai boiz)

Ndouya ikoko (ikoko)

Ndouya moto (imoto)

Ndouya ikoko (ikoko)

Ndouya (ndokupindirai boiz)

Ndouya ikoko (ikoko)

Ndouya moto (imoto)

Ndouya ikoko

Ndouya (ndokupindirai boiz)

I miss you iwewe, I miss your s—

- It's already the end -